H..." /> BOARDER RECHIRUNDU ROTARISIRWA KUVHURWA NGUVADZOSE

BOARDER RECHIRUNDU ROTARISIRWA KUVHURWA NGUVADZOSE

...

Hurumende inoti ine tarisiro yekuti border reChirundu rirambe rakavhurwa nguva dzose apo huwandu hwezvinhu zvirikupinda nekubuda munyika hurikuramba huchikwira.Gurukota rinoona nezvemari munyika muzvinafundo Mthuli Ncube vakataura mashoko aya vari-munzvimbo yeChirundu pakupirwa zviri-pamutemo kuvashandi veZimbabwe Revenue Authority (Zimra) idzo dzakavakwa nemari inosvika $4million.VaNcube vakatiwo dzimba idzi dzichabatsira kuderedza dambudziko repekugara muvashandi vemuZIMRA.

Advertisement
Live Now

Latest News

News ...
First coronavirus case confirmed in South Africa

News ...
CORONAVIRUS: Zimbabwean woman held in isolation

Read More

News ...
Vagari vekwaMola vokumbira kuisirwa kamba yemapurisa

V...

Read More

News ...
Warriors draw hosts Cameroon at CHAN

Read More

More