Vagari VekuQuary vochema nekushaya Mvura

...

Mhuri dzinosvika zana vari kugara makiromita gumi kubva muKariba pamugodhi unocherwa matombo quary vakumbira rubatsiro kuhurumende.sezvo vari kurarama hupenyu hunosiririsa pamugodhi uyu apo vanonti vanofamba chinhambe runyanhiriri kutsvaga mvura murukova Nyanyani. Vachitaura  nemutauri wenhau weNyamiNyami Fm Admore Mbonda vanoti dzimwe nguva vanoti vanombosanga nemhuka uye muzviva umu vari kunwa mvura nemhuka.

Advertisement
Live Now

Latest News

News ...
Commuter omnibuses given green light to operate

Read More

News ...
JUST IN: Govt okays senior men’s cricket team travel

Read More

News ...
COVID-19 spread coming under control in Zimbabwe

Read More

News ...
Schools to reopen in 3 phases

Read More

More