V..." /> Vagari vekwaMola vokumbira kuisirwa kamba yemapurisa

Vagari vekwaMola vokumbira kuisirwa kamba yemapurisa

...

Vagari vekwaMola muNyaminyami pasi pamambo Mola,vari kukumbira Zimbabwe Republic Police ZRP kuti iise kamba yemapurisa munzvimbo umu.Kanzura vemuward 3 vatai Busumani,nezuro vakataura kuti nekuda kwekushayika kwekamba mhosva dziri kuwanda.Vanhu vari kufamba nzendo ndefu vachienda kuSiakobvu nekuChalala kana vachida kubatsirwa.

Advertisement
Live Now

Latest News

News ...
First coronavirus case confirmed in South Africa

News ...
CORONAVIRUS: Zimbabwean woman held in isolation

Read More

News ...
Vagari vekwaMola vokumbira kuisirwa kamba yemapurisa

V...

Read More

News ...
Warriors draw hosts Cameroon at CHAN

Read More

More