<..." /> Vanhu vanoshandira mudhamu reKariba vokurudzirwa kuti vatevedzere mitemo yemumvura

Vanhu vanoshandira mudhamu reKariba vokurudzirwa kuti vatevedzere mitemo yemumvura

...

 Vanhu vari kushandira mudhamu reKariba vakurudzirwa kuti vatevedze mitemo yemumvura,zvichitevera njodzi dziri kuitika.Mukuru musangano reKapenta Workers Union of Zimbabwe KWUZ vaRhodes Madyira,vakataura kuti zvakakosha kuti vanoshandira mumvura vapinde nezvinhu zvinovadzivirira kubva kunjodzi uyezve zvikepe zvavo zvinofanira kutariswa nguva dzose.Vakaenderera mberi vachiti munguva ino yekunaya kwemvura,mumvura munoita mhepo nguva nenguva izvo zvinotadzisa zvikepe kufamba zvakanaka.Mashoko avaMadyira atevera kufa kuri kuita vanhu mudhamu reKariba.

Advertisement
Live Now

Latest News

News ...
First coronavirus case confirmed in South Africa

News ...
CORONAVIRUS: Zimbabwean woman held in isolation

Read More

News ...
Vagari vekwaMola vokumbira kuisirwa kamba yemapurisa

V...

Read More

News ...
Warriors draw hosts Cameroon at CHAN

Read More

More